President Slams Mnangagwa
November 9, 2017
President Mugabe, who is Zanu-PF President and First Secretary, addresses party supporters during a solidarity meeting at the the party’s headquarters yesterday. Seated to his left is First Lady Dr Amai Grace Mugabe
Tendai Mugabe Senior Reporter
Zimbabwe Herald
President Mugabe has blasted his former deputy Cde Emmerson Mnangagwa for sponsoring the disturbances that happened during the ninth Presidential Youth Interface rally in Bulawayo on Saturday to further his narrow- minded ambitions to succeed him. Some hooligans allegedly hired by Cde Mnangagwa booed First Lady Dr Grace Mugabe while she was addressing the meeting.
President Mugabe yesterday exonerated the party’s Bulawayo leadership for what happened last Saturday. Addressing thousands of Zanu-PF supporters at the party’s headquarters in Harare yesterday, President Mugabe said everything that happened in Bulawayo was pre-planned to embarrass him and the First Lady Dr Grace Mugabe.
“Saka makanzwa kuchibva mazwi ekutuka. Booing yakaitwa kumativiose, zvakanga zvakarongwa. Zvikanzi tikazviita izvozvo, President opinda kurega kushaudhwa kurega kumutambira zviya zviya. Asi ini kana ndapinda, mudhara achauya, zvino ndobva ndadai ini mudhara achauya, mudhara achauya.
“Ah, simba ratouya hazvichachinja zvikadzimara zvanzarwo. Hameno sometimes ndangariro dzinomboputsika nokuda masimba. Wofunga chokwadi kuti chokwadi kamwena aka kanopinda mbeva ndingapinde nepo, panopfura netsuro neniwo ndingapinde nepo. Aihwa, hazvidaro. Nzira yekuenda kuukuru yakareba yakaoma. Haina zororo. Ndinofunga mese munoziva rwendo rwatakafamba.
“Tanga tisingafunge nezvekuva maPresident parwendo rwacho kudakara kuna Lancaster House kuya uko. Taiti tiri kurwira vanhu vedu chete asi vanhu vanozoona kuti ah, patsika, pazvinangwa zvemberi, pakuzvibata padiscipline, papfungwa dzokuendesera musangano wedu mberi kuti ufambe uende mberi, papfunga dzezvinangwa dzekusimudzira nyika yedu nekusimudzira vanhu vedu watingade ndingana.
“Kune vamwe hazviko izvozvo. Zvinonzi ndikamira padhuze naPresident akava nekundiziva ndikava nekufara naye kana kumbobikirawo tea ndizvozvo watova wangu. Aiwa, uno haadaro, hanzarwo kwete. Tinodyidzana zvakanaka. Ungabike doro rinonaka sei kana rinondidhakawo zvakadii, asi gwara redu remusangano igwara remusangano haritengeswe pamhamba aihwa. Hautengeswe necup of tea, aiwa. Hatitengwe nechingwa kana necake. Aiwa, hatidaro.”
President Mugabe said it was shameful that one of his deputies (Cde Mnangagwa) could stoop as low as organising thugs to boo him and the First Lady to further his ambitions. “Haasi mucheche mumusangano watingati achiri kufunda, arikumusoro uko ouya kuzasi kuzoita zviito zvinotinyangadza kudaro, zviito zvinosemesa kudaro, zviito zvisiri mugwara rezvinangwa zvemusangano. Lacking supreme discipline which we should show at the top,” said the President.
“Vanhu havana kutiisa kumusoro kungoti endai ikoko nokuti hatina gwara tinongoita semadzvinyu anongomhanya kwese kwese, kana zvitototo kana zvura zvinongotauka-tauka aihwa. Tiri ikoko netsika dzavakaona kwatiri, nepfungwa dzavakanzwa dzichibva kwatiri nemaitiro edu ediscipline avakaona nezvido zvevanhu zvavakatiratidza, nekuda kubatanidza vanhu kuti tive munyika yeZimbabwe vanhu vamwe chete pasina mutsauko pasina kuti avanekuti ava varikubva ku Mash East ndevemberi, ava varikubva kuMidlands ndevemberi, ava havasi kubva kune vatinoti vedu. It doesn’t matter kuti ndeveChikaranga, ndevechiVenda.
“You are not greater than any other people because you belong to a particular province which has prescribed greatness to its people, hapana. Ndosaka ndakati hondo payakarwiwa haina kurwiwa ichinzi kwaZvimba ndokuchabva vepamusoro, kuManicaland ndokune vepazasi, veChikaranga ndovachava pazasi. Hatina kumborwa hondo yakadaro.” President Mugabe continued: “Tinotenda tichange tichienderera mberi nemisangano yedu kwanga kwasara Harare asi ndoda kuti kuBulawayo hamusirimi makakanganisa kwete.
“Tisu vepamusoro takakukanganisirai. Makanga mashanda kunyangwe izvozvo vanhu vakanga vauya. Bulawayo is not Harare haina vanhu vakawanda seHarare kwete, asi huzhinji hwakabuda. Hwakandimuka. We were very happy. “We were very happy, very proud of our leadership yeBulawayo, but we are sorry we offended all the good work that you had done. It was just one person who decided to disorganise.
“You disorganised all of us, but we dealt with you and I hope we can deal with others who were conspirators, who were conspirators alongside him. Vaishanda naye. Mberi kwatinoenda, hongu tichanatsa hedu tasarirwa neHarare imomu mudhorobha muno umu.
“Toshanda nesimba kuti the last interaction yatichaita vana vedu nevakuru ibva yaridza mutsindo wokupedzisirawo tozoenda kuCongress kwedu takabatana tichizivana kuti isu tiri mugwara.” President Mugabe said the party should work hard to ensure that what happened in Bulawayo would never be repeated.

No comments:
Post a Comment